Numbers 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, utore kwaʋari tȿimbo, imŋe paimba imŋe neimŋe yamadziɓaɓa aʋo, tȿimbo dzinegumi nembiri, pamacinda aʋo ose nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo; ɀino unofanira kunyora zita romumŋe nomumŋe patȿimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri utore tsvimbo gumi nembiri kubva kwavari, imwe chete kubva kuno mumwe nomumwe wavatungamiri vamarudzi amadzitateguru avo. Unyore zita romurume mumwe nomumwe patsvimbo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira vaIsiraeri vakupe tsvimbo imwe neimwe ichimirira dzimba dzamadzitateguru avo dzichibva kuvatungamiriri vavo vose nedzimba dzamadzitateguru avo dziri tsvimbo gumi nembiri. Nyora zita romutungamiriri patsvimbo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, utore kwavari tsvimbo, imwe paimba imwe neimwe yamadzibaba avo, tsvimbo dzine gumi nembiri, pamachinda avo ose nedzimba dzamadzibaba avo; zvino unofanira kunyora zita romumwe nomumwe patsvimbo yake.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, utore kwavari tsvimbo, imwe paimba imwe neimwe yamadzibaba avo, tsvimbo dzine gumi nembiri, pamachinda avo ose nedzimba dzamadzibaba avo; zvino unofanira kunyora zita romumwe nomumwe patsvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, utore kwavari tsvimbo, imwe paimba imwe neimwe yamadzibaba avo, tsvimbo dzine gumi nembiri, pamachinda avo ose nedzimba dzamadzibaba avo; zvino unofanira kunyora zita romumwe nomumwe patsvimbo yake.