Numbers 17:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsvimbo yomunhu wandichasarudza ichabukira mashiza, uye ndichagumisa kupopota uku kwavaIsraeri kuri kuramba kuripo pamusoro pako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.”
Shona 2009?
Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana VaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.”