Numbers 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akataura naʋana ʋaIsraeri, macinda aʋo ose akamupa tȿimbo, imŋe yomucinda mumŋe nomumŋe nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ndidzo tȿimbo gumi nembiri; netȿimbo yaAroni yakaŋga iri pakati petȿimbo dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akataura navaIsraeri, uye vatungamiri vavo vakamupa tsvimbo gumi nembiri, imwe chete iri yomutungamiri mumwe nomumwe wamarudzi amadzitateguru avo, uye tsvimbo yaAroni yakanga iri pakati padzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akataurira vaIsiraeri mumwe nomumwe wavatungamiriri vemadzinza akaunza tsvimbo zvichitevedza dzamadzitateguru avo. Dzaiva gumi nembiri, tsvimbo yaAroni yakaiswa pamwechete nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akataura navana vaIsiraeri, machinda avo ose akamupa tsvimbo, imwe yomuchinda mumwe nomumwe nedzimba dzamadzibaba avo, ndidzo tsvimbo gumi nembiri; netsvimbo yaAroni yakanga iri pakati petsvimbo dzavo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akataura navana vaIsiraeri, machinda avo ose akamupa tsvimbo, imwe yomuchinda mumwe nomumwe nedzimba dzamadzibaba avo, ndidzo tsvimbo gumi nembiri; netsvimbo yaAroni yakanga iri pakati petsvimbo dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akataura navana VaIsiraeri, machinda avo ose akamupa tsvimbo, imwe yomuchinda mumwe nomumwe nedzimba dzamadzibaba avo, ndidzo tsvimbo gumi nembiri; netsvimbo yaAroni yakanga iri pakati petsvimbo dzavo.