Numbers 18:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiɓereko ɀitȿa ɀose ɀeɀose ɀiri munyika yaʋo, ɀaʋanoʋuya naɀo kunaJehova, ɀinofanira kuʋa ɀako; mumŋe nomumŋe wakanaka mumba mako uŋgaɀidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvibereko zvose zvenyika zvavanovigira Jehovha zvichava zvako. Munhu wose weimba yako anenge akachena angazvidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvinotanga kuibva zvomuminda yavo zvavanopa Tenzi ndezvako. Munhu wose anenge asina kun'ora wemhuri yako anobvumirwa kuzvidya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvibereko zvitsva zvose nezvose zviri munyika yavo, zvavanouya nazvo kuna Jehovha, zvinofanira kuva zvako; mumwe nomumwe akanaka mumba mako angazvidya.
Shona 2009?
Zvibereko zvitsva zvose nezvose zviri munyika yavo, zvavanouya nazvo kuna Jehovha, zvinofanira kuva zvako; mumwe nomumwe akanaka mumba mako angazvidya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvibereko zvitsva zvose nezvose zviri munyika yavo, zvavanouya nazvo kuna Jehovha, zvinofanira kuva zvako; mumwe nomumwe akanaka mumba mako angazvidya.