Numbers 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀakayeriswa pakati paIsraeri ɀinofanira kuʋa ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvinhu zvose zvakatsaurirwa Jehovha muIsraeri ndezvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvose zvinenge zvatemwa chaizvo kuti zvava zvaTenzi ndezvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvakayeriswa pakati paIsiraeri zvinofanira kuva zvako.
Shona 2009?
Zvose zvakayeriswa pakati palsiraeri zvinofanira kuva zvako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvakayeriswa pakati paIsiraeri zvinofanira kuva zvako.