Numbers 18:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀinofanira kudzikinurwa paɀiri, ɀomŋedzi mumŋe neɀinopfuʋura, unofanira kuɀidzikinura seɀaunotara iwe, nemari inoȿika pamashekeri mashanu, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene (rakaenzana namagera anamakumi maʋiri).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zvava nomwedzi mumwe chete, unofanira kuzvidzikinura nomutengo wedzikinuro wakatarwa wamashekeri mashanua esirivha, maererano neshekeri renzvimbo tsvene, rinorema magera makumi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matangwe iwayo ngaadzikinurwe mumwedzi wawo wokutanga nemari yesirivha inokwana mashekeri mashanu, shekeri racho rine mwero weshekeri remunzvimbo inoera iine uremu hwamagiramu gumi nemaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvinofanira kudzikinurwa pazviri, zvomwedzi mumwe nezvinopfuura, unofanira kuzvidzikinura sezvaunotara iwe, nemari inosvika pamashekeri mashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene (rakaenzana namagera ana makumi maviri.)
Shona 2009?
Zvose zvinofanira kudzikunurwa pazviri, zvomwedzi mumwe nezvinopfuura, unofanira kuzvidzikunura sezvaunotara iwe, nemari inosvika pamashekeri mashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene (rakaenzana namagera ana makumi maviri.)
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvinofanira kudzikinurwa pazviri, zvomwedzi mumwe nezvinopfuura, unofanira kuzvidzikinura sezvaunotara iwe, nemari inosvika pamashekeri mashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene (rakaenzana namagera ana makumi maviri.)