Numbers 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva ɀino ʋana ʋaIsraeri ŋgaʋarege kusweɗera kutente rukosoŋgana, kuti ʋarege kuʋa nemhoȿa yeɀiʋi ɀaʋo, ʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva zvino zvichienda mberi, vaIsraeri havafaniri kuswedera kuTende Rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo vakazofa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri ngavachirega kusvika pedyo netendhe rokusanganira nokuti vangadaro vakapara mhosva vakafa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva zvino vana vaIsiraeri ngavarege kuswedera kutende rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo, vakafa.
Shona 2009?
Kubva zvino vana vaIsiraeri ngavarege kuswedera kutende rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo, vakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Kubva zvino vana VaIsiraeri ngavarege kuswedera kutende rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo, vakafa.