Numbers 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀegumi ɀaʋana ʋaIsraeri ɀaʋanopa Jehova, ɀiʋe ɀipiriso ɀinotsaurwa, ndiɀo ɀandakapa ʋaRevi, kuti iʋe nhaka yaʋo; naiɀoɀo ndakati kwaʋari, haʋaŋgaʋi nenhaka pakati paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachinzvimbo chaizvozvo ndinopa kuvaRevhi nhaka yezvegumi zvinopiwa kuna Jehovha navaIsraeri. Ndokusaka ndakati kwavari: ‘Havangavi nenhaka pakati pavaIsraeri.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chegumi chavaIsiraeri chavanounza kuzopira kuna Tenzi ndachipa kuvaRevhi senhaka yavo ndokusaka ndati havana nyika yenhaka mukati mavaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvegumi zvavana vaIsiraeri zvavanopa Jehovha, zvive zvipiriso zvinotsaurwa, ndizvo zvandakapa vaRevhi, kuti ive nhaka yavo; naizvozvo ndakati kwavari, havangavi nenhaka pakati pavana vaIsiraeri.”
Shona 2009?
Nokuti zvegumi zvavana vaIsiraeri zvavanopa Jehovha, zvive zvipiriso zvinotsaurwa, ndizvo zvandakapa vaRevhi, kuti ive nhaka yavo; naizvozvo ndakati kwavari, havangavi nenhaka pakati pavana vaIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvegumi zvavana VaIsiraeri zvavanopa Jehovha, zvive zvipiriso zvinotsaurwa, ndizvo zvandakapa vaRevhi, kuti ive nhaka yavo; naizvozvo ndakati kwavari, havangavi nenhaka pakati pavana VaIsiraeri.”