Numbers 18:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋaRevi, uti kwaʋari: Kana mucitora kuʋana ʋaIsraeri ɀegumi ɀaʋo ɀandakakupai, kuti iʋe nhaka yenyu, munofanira kupa Jehova cegumi ceɀegumi iɀo, ciʋe cipiriso cinotsaurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaRevhi uti kwavari: ‘Pamunogamuchira zvegumi kubva kuvaIsraeri zvandinokupai senhaka yenyu, munofanira kupa chegumi chezvegumi sechipiriso chaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaRevhi kuti, kana magamuchira chegumi chinobviswa navaIsiraeri chandinokupai chichibva kwavari senhaka bvisai mupiro pachiri mupire kuna Tenzi, chiri chegumi pane chegumi ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navaRevhi, uti kwavari, ‘Kana muchitora kuvana vaIsiraeri zvegumi zvavo zvandakakupai, kuti ive nhaka yenyu, munofanira kupa Jehovha chegumi chezvegumi izvo, chive chipiriso chinotsaurwa.’
Shona 2009?
"Taura navaRevhi, uti kwavari, `Kana muchitora kuvana vaIsiraeri zvegumi zvavo zvandakakupai, kuti ive nhaka yenyu, munofanira kupa Jehovha chegumi chezvegumi izvo, chive chipiriso chinotsaurwa.'
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navaRevhi, uti kwavari, ‘Kana muchitora kuvana VaIsiraeri zvegumi zvavo zvandakakupai, kuti ive nhaka yenyu, munofanira kupa Jehovha chegumi chezvegumi izvo, chive chipiriso chinotsaurwa.’