Numbers 18:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paɀose ɀamunopiwa, munofanira kupa Jehova ɀipiriso ɀenyu ɀose ɀinotsaurwa, mucitsaura ɀakaiȿo‐naka kwaɀiri, mugoʋe wakatsaurwa pakati paɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kupa somugove waJehovha chakanakisisa uye chikamu chitsvene chezvinhu zvose zvamunenge mapiwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamipiro yose inounzwa kwamuri, sarudzai zvaTenzi zvakanakisisa zvazvo zvive zvinoera zvinopirwa kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazvose zvamunopiwa, munofanira kupa Jehovha zvipiriso zvenyu zvose zvinotsaurwa, muchitsaura zvakaisvonaka kwazviri, mugove wakatsaurwa pakati pazvo.
Shona 2009?
Pazvose zvamunopiwa, munofanira kupa Jehovha zvipiriso zvenyu zvose zvinotsaurwa, muchitsaura zvakaisvonaka kwazviri, mugove wakatsaurwa pakati pazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Pazvose zvamunopiwa, munofanira kupa Jehovha zvipiriso zvenyu zvose zvinotsaurwa, muchitsaura zvakaisvonaka kwazviri, mugove wakatsaurwa pakati pazvo.