Numbers 18:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuŋgazoʋi neɀiʋi nokuɗa kwaɀo, kana mambotsaura ɀakaiȿo‐naka kwaɀiri; hamufaniri kuɀidza ɀinhu ɀitȿene ɀaʋana ʋaIsraeri, kuti murege kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamungazovi nemhosva pachinhu kana muchiuyisa chikamu chakanakisisa chacho; ipapo hamungazosvibisi zvitsvene zvavaIsraeri, uye hamuzofi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuzovi nemhosva yacho kana mukatanga mapira zvakanakisisisa zvacho. Ipapo hamuzon'oresi mipiro inoera yavaIsiraeri, uye hamuzofi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamungazovi nezvivi nokuda kwazvo, kana mambotsaura zvakaisvonaka kwazviri; hamufaniri kuzvidza zvinhu zvitsvene zvavana vaIsiraeri, kuti murege kufa.”
Shona 2009?
Hamungazovi nezvivi nokuda kwazvo, kana mambotsaura zvakaisvonaka kwazviri; hamufaniri kuzvidza zvinhu zvitsvene zvavana vaIsiraeri, kuti murege kufa."
Shona SUB 2002 Bible
Hamungazovi nezvivi nokuda kwazvo, kana mambotsaura zvakaisvonaka kwazviri; hamufaniri kuzvidza zvinhu zvitsvene zvavana VaIsiraeri, kuti murege kufa.”