Numbers 18:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu iɀi ndiɀo ɀinofanira kuʋa ɀako paɀinhu ɀitȿene ɀikuru, ɀakasara kana ɀimŋe ɀapiswa, ɀinoti: Ɀipo ɀaʋo ɀose, iɀo ɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀoʋupfu, neɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀeɀiʋi, neɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀemhoȿa, ɀaʋanondipa, iɀo ɀinofanira kuʋa ɀitȿene ɀikuru kwauri nokuʋanakomana ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe unofanira kuva nomugove wezvipiriso zvitsvene-tsvene zvinosiyiwa pamoto. Pazvipo zvose zvavanondivigira sezvipiriso zvitsvene-tsvene, zvingava zvezviyo kana zvechivi kana chipiriso chemhosva, chikamu ichocho ndechako iwe navanakomana vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi ndizvo zvaunopiwa zvinenge zvasiyiwa pamipiro inoeresesa yandinopisirwa navaIsiraeri pamipiro yembesanwa nemipiro yokuchenura munhu nemipiro yokupfupira mhosva. Ndiwo mugove wako navanakomana vako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu izvi ndizvo zvinofanira kuva zvako pazvinhu zvitsvene zvikuru, zvakasara kana zvimwe zvapiswa, zvinoti: Zvipo zvavo zvose, izvo zvipiriso zvavo zvose zvoupfu, nezvipiriso zvavo zvose zvezvivi, nezvipiriso zvavo zvose zvemhosva, zvavanondipa, izvo zvinofanira kuva zvitsvene zvikuru kwauri nokuvanakomana vako.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible