Numbers 19:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoɓata citunha comunhu upi noupi, unofanira kuʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani anobata chitunha chaani zvake achava asina kuchena kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ani naani anobata chero chitunha chomunhu, achapedza mazuva manomwe akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe.
Shona 2009?
Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe.