Numbers 19:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unofanira kuɀinatsa nayo nezuʋa retatu, agoʋa wakanaka nezuʋa recinomŋe; asi kana asiŋgaɀinatsi nezuʋa retatu, haaŋgaʋi wakanaka nezuʋa recinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kuzvinatsa nemvura nezuva retatu uye nezuva rechinomwe; ipapo achava akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anofanira kuzvinatsa nayo nezuva retatu, agova akanaka nezuva rechinomwe; asi kana asingazvinatsi nezuva retatu, haangavi akanaka nezuva rechinomwe.
Shona 2009?
Iye anofanira kuzvinatsa nayo nezuva retatu, agova akanaka nezuva rechinomwe; asi kana asingazvinatsi nezuva retatu, haangavi akanaka nezuva rechinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anofanira kuzvinatsa nayo nezuva retatu, agova akanaka nezuva rechinomwe; asi kana asingazvinatsi nezuva retatu, haangavi akanaka nezuva rechinomwe.