Numbers 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo kana munhu akafa mutente: Mumŋe nomumŋe unopinda mutente, nomumŋe nomumŋe uri mutente, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uyu ndiwo murayiro unobata pamunhu anofira mutende: Ani naani anopinda mutende uye ani zvake ari mariri achava asina kuchena kwamazuva manomwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu ndiwo murao kana munhu afira mutendhe. Ani naani anenge ari mutendhe iroro, uye ani naani zvake achapindamo achapedza mazuva manomwe akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo murayiro kana munhu akafa mutende: Mumwe nomumwe anopinda mutende, nomumwe nomumwe ari mutende, achava asina kunaka mazuva manomwe.
Shona 2009?
Ndiwo murayiro kana munhu akafa mutende: Mumwe nomumwe anopinda mutende, nomumwe nomumwe ari mutende, achava asina kunaka mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo murairo kana munhu akafa mutende: Mumwe nomumwe anopinda mutende, nomumwe nomumwe ari mutende, achava asina kunaka mazuva manomwe.