Numbers 19:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemidziyo yose yakashama, isinecifunhiro cakasuŋgirwa, icaʋa isina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye midziyo yose yakazarurwa, isina kukwidibirwa, ichava isina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Midziyo yose inenge yakashama isina chokukwidibirisa inobva yan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemidziyo yose yakashama, isina chifunhiro chakasungirwa, ichava isina kunaka.
Shona 2009?
Nemidziyo yose yakashama, isina chifunhiro chakasungirwa, ichava isina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nemidziyo yose yakashama, isina chifunhiro chakasungirwa, ichava isina kunaka.