Numbers 19:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoɓata munhu wakaʋurawa kusaŋgo nomunondo, kana citunha, kana fupa romunhu, kana bgiro, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani ari musango anobata munhu akaurayiwa nomunondo kana mumwe munhu akangofawo zvake, kana munhu anobata bvupa romunhu kana guva, achava asina kuchena kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anobata munhu akaurawa kusango nomunondo, kana chitunha, kana pfupa romunhu, kana hwiro, achava asina kunaka mazuva manomwe.
Shona 2009?
Ani naani anobata munhu akaurawa kusango nomunondo, kana chitunha, kana pfupa romunhu, kana hwiro, achava asina kunaka mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anobata munhu akaurayiwa kusango nomunondo, kana chitunha, kana pfupa romunhu, kana hwiro, achava asina kunaka mazuva manomwe.