Numbers 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo wakarairwa naJehova, aciti: Taura naʋana ʋaIsraeri ʋaʋuye kwauri netsiru dɀuku risinemhoȿa, risina‐kuremara, risina‐kumboiswa joko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Izvi ndizvo zvinodikanwa pamurayiro wakarayirwa naJehovha. Udza vaIsraeri kuti vakuvigire tsiru dzvuku risina kuremara, kana charingapomerwa uye risina kumbosungwa pajoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iyi ndiyo mirao yakatemwa naTenzi: taurirai vaIsiraeri kuti vakuvigirei tsiru dzvuku risina kuremara risinawo chinoshoreka risati rambosungwa pajoki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiwo murayiro wakarairwa naJehovha, achiti: Taura navana vaIsiraeri vauye kwauri netsiru dzvuku risina mhosva, risina kuremara, risina kumboiswa joko.
Shona 2009?
"Ndiwo murayiro wakarairwa naJehovha, achiti: Taura navana vaIsiraeri vauye kwauri netsiru dzvuku risina mhosva, risina kuremara, risina kumboiswa joko.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiwo murairo wakarairwa naJehovha, achiti: Taura navana VaIsiraeri vauye kwauri netsiru dzvuku risina mhosva, risina kuremara, risina kumboiswa joko.