Numbers 19:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neɀose ɀinoɓatwa nomunhu usina‐kunaka, ɀicaʋa ɀisina‐kunaka; nomunhu unoɀiɓata ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu chose chinobatwa nomunhu asina kuchena chinova chisina kuchena, uye ani naani anochibata anova asina kuchena kusvikira madekwana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chose chinobatwa nomunhu akan'ora chinon'ora kusvika manheru. Ani naani anobata chinhu chakan'ora achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezvose zvinobatwa nomunhu usina kunaka, zvichava zvisina kunaka; nomunhu anozvibata achava usina kunaka kusvikira madeko.”
Shona 2009?
Nezvose zvinobatwa nomunhu usina kunaka,zvichava zvisina kunaka nomunhu unozvibata uchava usina kunaka kusvika madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Nezvose zvinobatwa nomunhu usina kunaka, zvichava zvisina kunaka; nomunhu anozvibata achava usina kunaka kusvikira madeko.”