Numbers 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomunhu unoripisa unofanira kusuka ŋguʋo dzake nemvura, nokushambidza muʋiri wake nemvura, agoʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu acharipisa naiyewo anofanira kusuka nguo dzake uye agoshamba nemvura uye iyewo achava asina kuchena kusvikira madekwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu uya apisa tsiru riya atovawo munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Ngaasuke hanzu dzake nemvura, ashambe muviri nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomunhu anoripisa anofanira kusuka nguo dzake nemvura, nokushambidza muviri wake nemvura, agova asina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Nomunhu anoripisa anofanira kusuka nguvo dzake nemvura, nokushambidza muviri wake nemvura, agova asina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Nomunhu anoripisa anofanira kusuka nguo dzake nemvura, nokushambidza muviri wake nemvura, agova asina kunaka kusvikira madeko.