Numbers 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwezasi ndiko kunofanira kuʋa nomureza wemisasa yaRubeni, namapoka aʋo; Erizuri, mŋanakomana waShedeuri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaRubeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurutivi rwezasi kuchava namapoka emisasa yaRubheni ichange iri pasi pomureza wavo. Mutungamiri wavanhu vokwaRubheni ndiErizuri mwanakomana waShedheuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachadzika matendhe avo nechokumaodzanyemba ndowomureza wamatendhe edzinza raRubheni, vachange vari muzvikwata nezvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raRubheni iri anenge ari Erizuru mwanakomana waShedheuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kurutivi rwezasi ndiko kunofanira kuva nomureza wemisasa yaRubheni, namapoka avo; Erizuri, mwanakomana waShedheuri, ndiye unofanira kuva muchinda wavana vaRubheni.
Shona 2009?
"Kurutivi rwezasi ndiko kunofanira kuva nomureza wemisasa yaRubheni, namapoka avo; Erizuri, mwanakomana waShedheuri, ndiye unofanira kuva muchinda wavana vaRubheni.
Shona SUB 2002 Bible
“Kurutivi rwezasi ndiko kunofanira kuva nomureza wemisasa yaRubheni, namapoka avo; Erizuri, mwanakomana waShedheuri, ndiye unofanira kuva muchinda wavana vaRubheni.