Numbers 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rudzi rwaSimeoni ndiʋo ʋanofanira kudzika kurutiʋi rwake; Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaSimeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwaSimeoni ruchavaka misasa pedyo navo. Mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni ndiSharumiri mwanakomana waZurishadhai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raSimeoni. Mutungamiriri wedzinza raSimeoni anenge ari Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudzi rwaSimeoni ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwake; Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaSimeoni.
Shona 2009?
Rudzi rwaSimiyoni ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwake; Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaSimiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Rudzi rwaSimeoni ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwake; Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaSimeoni.