Numbers 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Norudzi rwaGadi: Eriasafi, mŋanakomana waReueri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaGadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwaGadhi ndirwo ruchatevera. Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye mutungamiri wavanhu vokwaGadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kouyawo vedzinza raGadhi, mutungamiriri wedzinza raGadhi iri, anenge ari Eriasafu mwanakomana waReueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Norudzi rwaGadhi: Eriasafi, mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi.
Shona 2009?
worudzi rwaGadhi Eriasafi mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Norudzi rwaGadhi: Eriasafi, mwanakomana waReueri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaGadhi.