Numbers 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu namakumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.
Shona 2009?
Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvinamakumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.