Numbers 2:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rudzi rwaManase ʋanofanira kudzika kurutiʋi rwaʋo; Gamarieri, mŋanakomana waPedashuri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaManase.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwaManase ndirwo ruchavatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaManase ndiGamarieri mwanakomana waPedhazuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachadzika matendhe avo pedyo navo ndevedzinza raManase. Mutungamiriri wedzinza raManase iri anenge ari Gamarieri, mwanakomana waPedhazuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudzi rwaManase vanofanira kudzika kurutivi rwavo; Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaManase.
Shona 2009?
Rudzi rwaManase vanofanira kudzika kurutivi rwavo; Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaManase.
Shona SUB 2002 Bible
Rudzi rwaManase vanofanira kudzika kurutivi rwavo; Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaManase.