Numbers 2:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezviviri, namazana maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri.
Shona 2009?
Boka rake, navakaverengwa" kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri.