Numbers 2:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwokumsoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDani, namapoka aʋo; Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaDani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nechokumusoro kuchava namapoka emisasa yaDhani, pasi pomureza wavo. Mutungamiri wavanhu vokwaDhani ndiAbhiezeri mwanakomana waAmishadhai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachadzika matendhe avo nechokuchambembe ndowomureza wedzinza raDhani vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raDhani iri, anenge ari Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kurutivi rwokumusoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDhani, namapoka avo; Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaDhani.
Shona 2009?
"Kurutivi rwokumusoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDhani, namapoka avo; Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaDhani.
Shona SUB 2002 Bible
“Kurutivi rwokumusoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDhani, namapoka avo; Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaDhani.