Numbers 2:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakaʋereŋgwa ʋaʋana ʋaIsraeri nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo; ʋose ʋakaʋereŋgwa pamisasa yaʋo, namapoka aʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vaIsraeri vakaverengwa maererano nemhuri dzavo. Vose vakanga vari mumisasa, namapoka avo vanosvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vaIsiraeri vose vakaverengwa nedzimba dzamadzibaba avo, mumatendhe avo. Vakaverengwa muzvikwata nezvikwata zvavo vaisvika mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mashanu ana makumi mashanu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakaverengwa vavana vaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo; vose vakaverengwa pamisasa yavo, namapoka avo, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu.
Shona 2009?
Ndivo vakaverengwa vavana vaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo; vose vakaverengwa pamisasa yavo, namapoka avo, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakaverengwa vavana VaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo; vose vakaverengwa pamisasa yavo, namapoka avo, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu.