Numbers 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noʋorudzi rwaZeburuni; Eriabi, mŋanakomana waHeroni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaZeburuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwaZebhuruni ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kouyawo vedzinza raZebhuruni, mutungamiriri wedzinza raZebhuruni anenge ari Eriabhu mwanakomana waHeroni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Novorudzi rwaZebhuruni; Eriabhu, mwanakomana waHeroni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaZebhuruni.
Shona 2009?
Novorudzi rwaZebhuruni; Eriabhu, mwanakomana waHeroni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaZebhuruni.
Shona SUB 2002 Bible
Novorudzi rwaZebhuruni; Eriabhu, mwanakomana waHeroni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaZebhuruni.