Numbers 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋemisasa yaJuda ʋakaŋga ʋaneɀuru ɀinezana neɀuru ɀinamakumi masere neɀitanhatu namazana manna, namapoka aʋo. Ndiʋo ʋanofanira kutaŋga kusimuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vose vanodiwa kumusasa waJudha maererano namapoka avo, vanokwana zviuru zana namakumi masere nezvitanhatu, namazana mana. Ava ndivo vachatanga kusimuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vomumatendhe edzinza rokwaJudha, chikwata nechikwata, vose pamwechete vaisvika zana rimwechete rina makumi masere ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mana avanhu. Ivava ndivo dzinza rokutanga kusumuka kana moita rwendo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vose vakaverengwa vemisasa yaJudha vakanga vane zviuru zvine zana nezviuru zvina makumi masere nezvitanhatu namazana mana, namapoka avo. Ndivo vanofanira kutanga kusimuka.
Shona 2009?
"Vose vakaverengwa vemisasa yaJudha vakanga vane zviuru zvine zana nezviuru zvina makumi masere nezvitanhatu namazana mana, namapoka avo. Ndivo vanofanira kutanga kusimuka.
Shona SUB 2002 Bible
“Vose vakaverengwa vemisasa yaJudha vakanga vane zviuru zvine zana nezviuru zvina makumi masere nezvitanhatu namazana mana, namapoka avo. Ndivo vanofanira kutanga kusimuka.