Numbers 20:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo mvura yeMeriba, nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋakarwa naJehova, akaɀiratidza kwaʋari ari Mutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo mvura yeMeribha, apo vaIsraeri vakarwa naJehovha uye paakazviratidza kuti mutsvene pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana vaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene.
Shona 2009?
Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana vaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana VaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene.