Numbers 20:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akatuma nhume, dzaibva Kadeshi, kunamambo weEdomi, aciti: Ɀanzi nomunuŋuna wako Israeri: Unoziʋa nhamo dzose dzakatiwira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akatuma nhume ari kuKadheshi kuna mambo weEdhomu, achiti, “Zvanzi nomunun'una wako Israeri: Iwe unoziva matambudziko ose akatiwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatuma nhume kubva kuKadheshi dzichienda kuna mambo weEdhomu kundoti, “Zvanzi nehama yenyu Isiraeri, munoziva nhamo dzose dzakatiwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akatuma nhume, dzaibva Kadheshi, kuna mambo weEdhomu, achiti, “Zvanzi nomun’una wako Isiraeri, ‘Unoziva nhamo dzose dzakatiwira;
Shona 2009?
Zvino Mozisi akatuma nhume, dzaibva Kadheshi, kuna mambo weEdhomu, achiti, "Zvanzi nomunun'una wako Isiraeri, `Unoziva nhamo dzose dzakatiwira,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akatuma nhume, dzaibva Kadheshi, kuna mambo weEdhomu, achiti, “Zvanzi nomun'una wako Isiraeri, ‘Unoziva nhamo dzose dzakatiwira;