Numbers 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Edomi akati kwaari: Hauŋgapfuʋuri nokwandiri, kuti ndirege kuʋuya kuzorwa newe nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Edhomu akapindura akati, “Hamupfuuri napano; kana mukaedza, tichabuda tigokurwisai nomunondo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Edhomu akati, “Haupfuuri nomangu muno. Kana ukangodaro ndinokuvinga nehondo yangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Edhomu akati kwaari, “Haungapfuuri nokwandiri, kuti ndirege kuuya kuzorwa newe nomunondo.”
Shona 2009?
Ipapo Edhomu akati kwaari, "Haungapfuuri nokwandiri, kuti ndirege kuuya kuzorwa newe nomunondo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Edhomu akati kwaari, “Haungapfuuri nokwandiri, kuti ndirege kuuya kuzorwa newe nomunondo.”