Numbers 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yeʋuŋgano yose; ɀino ʋanhu ʋakaʋuŋganira kunaMosesi naAroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni.
Shona 2009?
Ipapo pakanga pasina mvura yokumwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mozisi naAroni.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni.