Numbers 20:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Edomi wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake. Ipapo ʋaIsraeri ʋakatsauka kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo Edhomu akaramba kuvabvumira kupfuura nomunyika yavo, vaIsraeri vakatsauka havo kubva kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Edhomu akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake. Ipapo vaIsiraeri vakatsauka kwaari.
Shona 2009?
Naizvozvo Edhomu akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake. Ipapo vaIsiraeri vakatsauka kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Edhomu akaramba kutendera VaIsiraeri kupfuura napanyika yake. Ipapo VaIsiraeri vakatsauka kwaari.