Numbers 20:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakasimuka paKadeshi, ʋana ʋaIsraeri, iyo ʋuŋgano yose, ʋakaȿika pagomo reHori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yeIsraeri yakasimuka kubva kuKadheshi uye vakasvika paGomo reHori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakasimuka paKadheshi, vana vaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori.
Shona 2009?
Zvino vakasimuka paKadheshi, vana vaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakasimuka paKadheshi, vana VaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori.