Numbers 20:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ubvise ŋguʋo dzake, ugodzifukidza Ereazari mŋanakomana wake; ipapo Aroni ucasoŋganiswa naʋanhu ʋake, ucafira’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ubvise nguo dzaAroni udzipfekedze mwanakomana wake Ereazari nokuti Aroni achasanganiswa navanhu vokwake; achafira ipapo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino ubvise nguo dzake, ugodzifukidza Ereazari mwanakomana wake; ipapo Aroni achasanganiswa navanhu vake, achafirapo.”
Shona 2009?
zvino ubvise nguvo dzake, ugodzifukidza Ereazari mwanakomana wake; ipapo Aroni achasanganiswa navanhu vake, achafirapo."
Shona SUB 2002 Bible
zvino ubvise nguo dzake, ugodzifukidza Ereazari mwanakomana wake; ipapo Aroni achasanganiswa navanhu vake, achafirapo.”