Numbers 20:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakabvisa ŋguʋo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mŋanakomana wake; Aroni akafira’po pamusoro wegomo; Mosesi naEreazari ʋakaɓuruka haʋo pagomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akabvisa nguo dzaAroni akadzipfekedza mwanakomana wake Ereazari. Uye Aroni akafira ipapo pamusoro pegomo. Ipapo Mozisi naEreazari vakaburuka kubva mugomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabvisa Aroni hanzu dziya, ndokudzipfekedza Ereazari mwanakomana waAroni. Aroni akabva afira pamusoro pegomo ipapo. Mosesi naEreazari vakaburuka mugomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi wakabvisa nguo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mwanakomana wake; Aroni akafirapo pamusoro wegomo; Mosesi naEreazari vakaburuka havo pagomo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi wakabvisa nguvo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mwanakomana wake; Aroni akafirapo pamusoro pegomo; Mozisi naEreazari vakaburuka havo pagomo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi wakabvisa nguo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mwanakomana wake; Aroni akafirapo pamusoro wegomo; Mosesi naEreazari vakaburuka havo pagomo.