Numbers 20:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatiɓuɗisireiko muEgipita, kuzotiisa panɀimbo iyi yakaipa? Haizi nɀimbo yembeu, kana yamaʋonde, kana yemizambiriŋga, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seiko wakatibudisa muIjipiti uchitiuyisa munzvimbo yakaipa kudai? Haina zviyo kana maonde, mazambiringa kana matamba. Uye mvura yokunwa hapana!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko makatiburitsireiko muIjipiti muchitiunza kunzvimbo ino yakaipa kudai, isina pokurima mbesa? Haina maonde. Haina michero yamagirepisi kana yamapomigiraneti! Kunyange mvura yokunwa zvayo hakuna!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatibudisireiko muIjipiti, kuzotiisa panzvimbo iyi yakaipa? Haizi nzvimbo yembeu, kana yamaonde, kana yemizambiringa, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.”
Shona 2009?
Makatibudisireiko muIjipiti, kuzotiisa panzvimbo iyi yakaipa? Haizi nzvimbo yembeu, kana yamaonde, kana yemizambiringa, kana yamatamba; nemvura yokumwa hapana."
Shona SUB 2002 Bible
Makatibudisireiko muIjipiti, kuzotiisa panzvimbo iyi yakaipa? Haizi nzvimbo yembeu, kana yamaonde, kana yemizambiringa, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.”