Numbers 20:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mosesi naAroni ʋakabva paʋuŋgano, ʋakaenda kumukoʋa wetente rokusoŋgana, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo; kubginya kwaJehova kukaratidzwa kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi naAroni vakabva paungano vakaenda kumukova weTende Rokusangana vakawira pasi nezviso zvavo, uye kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Mosesi naAroni vakabva pane vanhu ivavo vakaenda kumusuo wetendhe rokusanganira, vakasvikoti pasi zvambarara, ndokubva vaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mosesi naAroni vakabva paungano, vakaenda kumukova wetende rokusangana, vakawira pasi nezviso zvavo; kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari.
Shona 2009?
Ipapo Mozisi naAroni vakabva paungano, vakaenda kumukova wetende rokusangana, vakawira pasi nezviso zvavo; kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mosesi naAroni vakabva paungano, vakaenda kumukova wetende rokusangana, vakawira pasi nezviso zvavo; kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari.