Numbers 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakafamba, ʋakandodzika matente aʋo paOboti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaramba vachifamba vakandodzika musasa paObhoti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakafamba vakandodzika matendhe avo kuObhoti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo paObhoti.
Shona 2009?
Vana valsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo paObhoti.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo paObhoti.