Numbers 21:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakabva Oboti, ʋakandodzika matente aʋo paIje‐abarimi, murenje riri pamberi paMoabi, kumabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakasimuka kubva paObhoti vakandodzika musasa paIye Abharimi, mugwenga rakatarisana neMoabhu kwakanangana nokumabudazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazobva kuObhoti vakandodzika matendhe avo paIyeabharimu, murenje rakatarisana nenyika yaMoabhu nechokumabvazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabva Obhoti, vakandodzika matende avo paIje‐aBharimi, murenje riri pamberi paMoabhu, kumabvazuva.
Shona 2009?
Vakabva Obhoti, vakandodzika matende avo paIje-aBharimi, murenje riri pamberi paMoabhu, kumabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabva Obhoti, vakandodzika matende avo paIje–aBharimi, murenje riri pamberi paMoabhu, kumabvazuva.