Numbers 21:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sihoni wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake; Sihoni akaʋuŋganidza ʋanhu ʋake ʋose, akaenda kurenje kundorwa naʋaIsraeri, akaȿika paJahazi; akarwa naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sihoni haana kutendera vaIsraeri kupfuura nomunyika yake. Akaunganidza hondo yake yose vakafamba vachienda kurenje kundorwisa vaIsraeri. Akati asvika paJahazi, vakarwa navaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sihoni akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa navaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa navaIsiraeri.
Shona 2009?
Asi Sihoni akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa navaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sihoni akaramba kutendera VaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa naVaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa naVaIsiraeri.