Numbers 21:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Heshboni rakaŋga riri guta raSihoni, mambo waʋaAmori, iye wakaŋga arwa namambo wokutaŋga waMoabi, akamutorera nyika yake yose kuȿikira paArnoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni mambo wavaAmori, akanga arwa namambo akanga ari weMoabhu kare akamutorera nyika yake yose kundosvika kuAnoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuHeshibhoni ndimo maiva mumuzinda waSihoni mambo wavaAmori, akarwa naakanga ari mambo wavaMoabhu akamubvutira nyika yake yose kundosvika muna Arinoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni, mambo wavaAmori, iye akanga arwa namambo wokutanga waMoabhu, akamutorera nyika yake yose kusvikira paArinoni.
Shona 2009?
Nokuti Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni, mambo wavaAmori, iye akanga arwa namambo wokutanga waMoabhu, akamutorera nyika yake yose kusvikira paArinoni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni, mambo wavaAmori, iye akanga arwa namambo wokutanga waMoabhu, akamutorera nyika yake yose kusvikira paArinoni.