Numbers 21:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋoto wakaɓuɗa muHeshboni, Nomuraɀo paguta raSihoni, Ukaparadza Ari waMoabi, Madzishe enɀimbo dzakakwirira dzaArnoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Moto wakabuda muHeshibhoni, iwo murazvo kubva muguta raSihoni. Wakaparadza Ari reMoabhu, ivo vagari vokwakakwirira kweAnoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moto wakatombobudawo muHeshibhoni, uchibva muguta raiye mambo Sihoni. Wakaroromesa Aru guta ravaMoabhu, ukaparadza machinda okuArinoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti moto wakabuda muHeshibhoni, Nomurazvo paguta raSihoni, Ukaparadza Ari waMoabhu, Madzishe enzvimbo dzakakwirira dzaArinoni.
Shona 2009?
Nokuti moto wakabuda Nomurazvo paguta raSihoni, Ukaparadza Ari waMoabhu, Madzishe enzvimbo dzakakwirira dzaArinoni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti moto wakabuda muHeshibhoni, Nomurazvo paguta raSihoni, Ukaparadza Ari waMoabhu, Madzishe enzvimbo dzakakwirira dzaArinoni.