Numbers 21:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takaʋafura; Heshboni raparadzwa kuȿikira paDiboni, Takaparadza kuȿikira paNofa, Mŋoto ukaȿika paMedeba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi takavakunda; Heshibhoni yakaparadzwa yose kusvikira kuDhibhoni. Takavaparadza kusvikira kuNofa, iyo inosvika kuMedhebha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takavapfura; Heshibhoni rakaparadzwa kusvikira paDhibhoni, Takaparadza kusvikira paNofa, Moto ukasvika paMedhebha.”
Shona 2009?
Takavapfura; Heshibhoni rakaparadzwa kusvikira paDhibhoni,Takaparadza kusvikira paNofa, Moto ukasvika paMedhebha."
Shona SUB 2002 Bible
Takavapfura; Heshibhoni rakaparadzwa kusvikira paDhibhoni, Takaparadza kusvikira paNofa, Moto ukasvika paMedhebha.”