Numbers 21:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akatuma ʋanhu kundoshora Jazeri, ʋakakunda misha yaro, ʋakadziŋga ʋaAmori ʋakaŋga ʋagere’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge Mozisi atuma vasori kuJazeri, vaIsraeri vakatapa nzvimbo dzaro dzakanga dzakaripoteredza uye vakadzinga vaAmori vakanga vageremo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akatuma vanhu kundoshora Jazeri, vakakunda misha yaro, vakadzinga vaAmori vakanga vageremo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akatuma vanhu kundoshora Jazeri, vakakunda misha yaro, vakadzinga vaAmori vakanga vageremo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akatuma vanhu kundoshora Jazeri, vakakunda misha yaro, vakadzinga vaAmori vakanga vageremo.