Numbers 21:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakadzoka, ʋakakwira nenzira inoenda Bashani; ɀino Ogi, mambo weBashani, akaʋuya kuzorwa naʋo paEdrei, iye naʋanhu ʋake ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakadzoka vakakwira nenzira inoenda nokuBhashani, uye Ogi mambo weBhashani nehondo yake yose akabuda kuti andosangana navo kuti arwe navo paEdhirei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazotsauka vakaenda nokuBhashani. Ogi mambo weBhashani akavavinga nehondo yake akavarwisa kuEdhirei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakadzoka, vakakwira nenzira inoenda Bhashani; zvino Ogi, mambo weBhashani, akauya kuzorwa navo paEdhirei, iye navanhu vake vose.
Shona 2009?
Ipapo vakadzoka, vakakwira nenzira inoenda Bhashani; zvino Ogi, mambo weBhashani, akauya kuzorwa navo paEdhirei, iye navanhu vake vose.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakadzoka, vakakwira nenzira inoenda Bhashani; zvino Ogi, mambo weBhashani, akauya kuzorwa navo paEdhirei, iye navanhu vake vose.