Numbers 21:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaʋoko ako, iye naʋanhu ʋake ʋose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye seɀawakaitira Sihoni, mambo waʋaAmori, waigara paHeshboni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Usamutya, nokuti ndamupa kwauri, nehondo yake yose uye nenyika yake. Umuitire zvawakaitira Sihoni mambo wavaAmori, uyo aitonga muHeshibhoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaoko ako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, aigara paHeshibhoni.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, "Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaoko ako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, aigara paHeshibhoni."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaoko ako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, aigara paHeshibhoni.”