Numbers 22:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakafamba, ʋakandodzika matente aʋo pamapani eMoabi, mhiri kwaJoridani paJeriko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaIsraeri vakafamba vachienda kumapani eMoabhu vakadzika misasa yavo vakatevedza Jorodhani nechemhiri kweJeriko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakazoenda vakandodzika matendhe avo mumapani aMoabhu mhiri kwaJorodhani pakatarisana neJeriko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaIsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo pamapani eMoabhu, mhiri kwaJorodhani paJeriko.
Shona 2009?
Zvino vana vaIsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo pamapani eMoabhu, mhiri kwaJorodhani paJeriko.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana VaIsiraeri vakafamba, vakandodzika matende avo pamapani eMoabhu, mhiri kwaJodhani paJeriko.